Nduri dzinotapira
Forteworx Press (2015)
ISBN 978-0-7974-6270-0
Uku kusungwa hakuzi kwembiradzakondo kwete.Kuuya
kwehuchenjeri hwemhando yepamusoro hunoswatanudza raramo kubudikidza nekudzorwa
kwemaitiro nemafungiro,kudzidza zvitsva nekuchengetedza
tsika,magariro,kwatinobva nekwatinoenda.Tsuro Ndisunge mubatanidzwa wenhetembo
kubva kuna vana nyanduri vakasiyana-siyana.Nhetembo dzino dzakanakira munhu
wese,dzinodakadza pamwe nekuronda hwema hwemagariro akanaka.

where are new shona female poets
No comments:
Post a Comment